Duramazwi
sarura
discriminate
Duramazwi
discriminate
Imwe mhando yekusarudza (kupatsanura pakati pezvimwe).
Imwe mhando yekusarudza (kupatsanura pakati pezvimwe).
Zvipe mukana wekusarura pfungwa huru idzi.
Kana munhu aine rusemo pakudya, anenge achinyanya kusarura asingadi kungodya zvose-zvose.
Kukamba michero kusarura yakaibva uchisiya isati.
Duramazwi
01 / 03saruraude
Uku kuwanda kwezvinhu, zvokuti chose chaunenge uchida unogona kuchiwana.
VerengaSwipe for the next word