KwaunobvaDuramazwiSsasa

Duramazwi

sasa

Zvinoreva

Kushambadzira kana kuparadzira mashoko zvakanyanya.

1

Kushambadzira kana kuparadzira mashoko zvakanyanya.

Akamboedza kwazvo kutsvaga dombo riye rakanga ranzi ndiro sasa reninga ndokubva ashaya.

Kana uchida kuveza sasa, unotanga wagwanzura muti muhombe.

Kana ukati kiye sasa unenge wavhara ganje, zvekuti rinenge risisavhuriki pasina mwana wacho.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sasaidza

Kusasaidza kumwayamwaya zvinhu pamusoro pechimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word