KwaunobvaDuramazwiSsasaika

Duramazwi

sasaika

Zvinoreva

Kusasaika kudonha kwezvingabva mudenga, zvichiwira panhu zvinyoronyoro.

1

Mvura yakasasaika ichibva mudenga.

Kusasaika kudonha kwezvingabva mudenga, zvichiwira panhu zvinyoronyoro.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sasamu

Kuti sasamu kugumha mashizha akaoma kubva pamapazi avo.

Verenga

Swipe for the next word