KwaunobvaDuramazwiSsasamura

Duramazwi

sasamura

Zvinoreva

Kuzunza muviri kana mbatya kuti madhaka kana guruva rimuke.

1

Kuzunza muviri kana mbatya kuti madhaka kana guruva rimuke.

Aizvi sasamura nekuti team racho iri raiva rakachenjeresa.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word