KwaunobvaDuramazwiSsasamuka

Duramazwi

sasamuka

-kuhumuka-donha

Zvinoreva

Kusasamuka kudonha kunoita mashizha akawanda achibva mumuti, kana zviya aoma.

1

Kusasamuka kudonha kunoita mashizha akawanda achibva mumuti, kana zviya aoma.

Miti inosasamuka mashizha muchando.

Kusasamuka kudonha kunoita mashizha akawanda achibva mumuti, kana zviya aoma.

Zvakafanana

-kuhumuka · -donha

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sasamura

Kuzunza muviri kana mbatya kuti madhaka kana guruva rimuke.

Verenga

Swipe for the next word