KwaunobvaDuramazwiSshashamuka

Duramazwi

shashamuka

-kuhumuka

Zvinoreva

Kushashamuka kubva kunoita mashizha paanenge akabatira, nokuda kokuti aoma kana kuti atsvuka.

1

Zvakafanana

-kuhumuka

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shashanga

Kushashanga munhu kumurova zvakasimba nechinhu chakaita semupinyi.

Verenga

Swipe for the next word