KwaunobvaDuramazwiSshashiko

Duramazwi · zita

shashiko

Zvinoreva

Shashiko inhembe yaipfekwa navanhukadzi kare yaisungirwa muchiuno ichivhara mberi.

1

Vatete: Ehe kuenda tingaende zvedu, asi zivai kuti mhosva haivigwe mushashiko, rina manyanga hariputirwe.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word