KwaunobvaDuramazwiSshasha

Zvinoreva

Pakapinda shasha yebhora munhandare vanhu vakarova maoko.

1

Pakapinda shasha yebhora munhandare vanhu vakarova maoko.

Tadiwa akatoshaya hake kuti ko shasha iyi kuda kutamba naye zvadiii.

Zvavakambonyangarika shasha dzaive ndatomboenda kubako kwadzaibikwa kunova ndiko kwaigara the oracle.

Vakawana shasha yakarara kwave kusviko imbundira.

Zvakafanana

shangwiti · nyanzvi · chishwaturo

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shashabuhwa

Shashabuhwa isora rinomera panzvimbo dzine unyoro, rinowanzoshandiswa kuruka zvinhu zvakaita semhasa.

Verenga

Swipe for the next word