KwaunobvaDuramazwiCchakwesha

Zvinoreva

Chakweshadombo.

1

Chakweshadombo.

Chakwesha munhu anenge ari shasha pakuita zvimwe zvinhu achikurira vamwe vese.

2

Chakwesha munhu anenge ari shasha pakuita zvimwe zvinhu achikurira vamwe vese.

Uyu murume ndiChakesha chaiye pakunyora mabhuku anoshandiswa muzvikoro.

Zvakafanana

chamangwiza · chamakanda

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chakweshadombo

Ichi chombo kana chimwe chinhu chokushandisa chava chekarekare, asi chichikwanisa kugadzirwa kuti chigoshandiswazve.

Verenga

Swipe for the next word