Duramazwi
Zvinoreva
Kuchakwatika kunyanya kunyorova kwenhumbi dzanaiwa kana dzadirwa mvura.
1

Takawana nhumbi dzaiva panze dzachakwatika nokunayiwa.
Kuchakwatika kunyanya kunyorova kwenhumbi dzanaiwa kana dzadirwa mvura.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chakwechana
Chakwechana imhando yemhunga inotapira chaizvo.
VerengaSwipe for the next word