KwaunobvaDuramazwiTtapatira

Duramazwi

tapatira

Zvinoreva

Kutapatira kunyorovera kwenhumbi dzakapfekwa, nokuda kokunayiwa kana kuwira mumvura. Mvura yakatinaya, nhumbi dzikatapatira.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tapira

Kutapira kunaka parurimi kunoita tsvigiri, uchi kana zvihwitsi.

Verenga

Swipe for the next word