KwaunobvaDuramazwiTtapanyuka

Duramazwi

tapanyuka

Zvinoreva

Kana munhu achitapanyuka anenge achizvonyongoka achiedza kuti abude munenge makamanikana.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tapatira

Kutapatira kunyorovera kwenhumbi dzakapfekwa, nokuda kokunayiwa kana kuwira mumvura. Mvura yakatinaya, nhumbi dzikatapatira.

Verenga

Swipe for the next word