Kwaunobva

tapa

zita
Zvinoreva
  1. 1

    Kuti tapa kudonha kunoita madhaka kana chimwewo chinhu chakatetepera, chichimwashukira zvokuti zvimvari zvacho zvinoenda kure.

  2. 2

    Kutora kubva kune umwe.

    Unofanira kuitira Ai sezvawakaitira Jeriko namambo waro; asi munofanira kutapa zvingatapwa zvaro, nemombe dzaro, zvive zvenyu; uzvigadzirire vangavandira guta necheseri kwaro.

  3. 3

    Kutapa mazwi kuunganidza mashoko anenge ataurwa nevanhu muchiarekodha, sezvinoita mutori wenhau. Kana mutori wenhau achitapa nhau anenge achinyora kana kutepa zvinotaurwa achizozvinyora kuita nhau.

  4. 4

    Kana mukatapa izwi mune-nge maritora kuno mumwe mutauro morishandisa serenyu mumutauro wenyu.

  5. 5

    Kutapa kutora munhu kumuita muranda nechisimba, kazhinji munguva dzehondo.

  6. 6

    Kana magandanga akatapa munhu anenge amuba achimuchengeta, kuti agopihwa mari kana mumwewo muripo, kana kuti vaine nhunha dzavanoda kuti dziongororwe kuti vamuregere. Vakatapa mwana wemukuru wepabasa pavo mushure mekunge vadzingwa basa.

Maumbirwo

Mupanda 9 (i- / dzi-)

Mazwi akafanana

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary