KwaunobvaDuramazwiTtapitapi

Duramazwi

tapitapi

Zvinoreva

Kuti tapitapi kuzipa parurimi kunoita shuga kana zvimwewo.

1

Kuti tapitapi kuzipa parurimi kunoita shuga kana zvimwewo.

Kuti tapitapi kuzipa parurimi kunoita shuga kana zvimwewo.

Manyuchi utapitapi hunowanikwa panoburwa uchi.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tapu

Kuti tapu kunokora chinhu uchishandisa minwe. Ambuya vakati tapu fodya shomanana ndokuiisa mumhuno.

Verenga

Swipe for the next word