Duramazwi
tapudza
reduce
Duramazwi
reduce
Kutapudza kubvisa zvimwe kuti zvisare zvava zvishoma. Takatapudza huku dzedu nokutengesa.
Kutapudza kubvisa zvimwe kuti zvisare zvava zvishoma. Takatapudza huku dzedu nokutengesa.
Kuti bomo kutaura nyaya uchiwedzera kana kutapudza chokwadi chezvinenge zvaitika.
Kana munhu achibvisa svomhu anenge achitapudza nhamba yakapihwa neumwe uwandu.
Kutapudza kubvisa zvimwe kuti zvisare zvava zvishoma. Takatapudza huku dzedu nokutengesa.
-hafura
Duramazwi
01 / 03tapudzika
Kana zvinhu zvatapudzika zvinenge zvasara zvava zvishoma mushure mekunge zvimwe zvabviswa.
VerengaSwipe for the next word