KwaunobvaDuramazwiTtapudzika

Duramazwi

tapudzika

-hafuka

Zvinoreva

Kana zvinhu zvatapudzika zvinenge zvasara zvava zvishoma mushure mekunge zvimwe zvabviswa.

1

Kana zvinhu zvatapudzika zvinenge zvasara zvava zvishoma mushure mekunge zvimwe zvabviswa.

Kana zvinhu zvatapudzika zvinenge zvasara zvava zvishoma mushure mekunge zvimwe zvabviswa.

Kana muriwo wati sepu unenge watapudzika mupoto maunenge uchibikwa nokuda kokukwata kwaunenge wamboita.

Zvakafanana

-hafuka

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tapukira

Kana chirwere chichinzi chatapukira kune mumwe munhu chinenge chabatawo mumwe kubva pane anenge atanga kurwara nacho.

Verenga

Swipe for the next word