KwaunobvaDuramazwiCchama

Duramazwi

chama

concentrate

-firira

Zvinoreva

Kuchama kuita chinhu nomwoyo wese pasina kumbofunga zvezvimwe zvinhu.

1

Kuchama kuita chinhu nomwoyo wese pasina kumbofunga zvezvimwe zvinhu.

Mukwasha akachama kuvakira vatezvara chirugwi chehwai dzavo nezuva rimwe.

Kana mvura yanaya kwenguva refu inopedzisira yava kuchachama.

Tezvara vakati chachama neshoko ravo rokuti roora vanorida rose nguva iyoyo.

Zvakafanana

-firira

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chamagotsi

Chamagotsi kufamba uchienda kudivi rawakafuratira.

Verenga

Swipe for the next word