KwaunobvaDuramazwiCchamandiriri

Duramazwi · zita

chamandiriri

Zvinoreva

Uyu munhu anorwa chaizvo uye anonetsa kukurira.

Ichi chinhu chakaoma, chisina kureruka.

1

Uyu munhu anorwa chaizvo uye anonetsa kukurira.

Mubhuku iri makanyorwa ChiShona chamandiriri.

2

Ichi chinhu chakaoma, chisina kureruka.

Mubhuku iri makanyorwa ChiShona chamandiriri.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chamangwiza

Chamangwiza munhu anenge ari shasha kupfuura vamwe pane zvose zvaanenge achiita.

Verenga

Swipe for the next word