Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chamagotsi kufamba uchienda kudivi rawakafuratira.
1
Chamagotsi kufamba uchienda kudivi rawakafuratira.
Mutambo wechamagotsi haubvumirwi pamahombekombe edziva.
Chamagotsi kufamba uchienda kudivi rawakafuratira.
Zvakafanana
manhendeshure · madududu · chamasunda
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chamakuwende
Uyu munhu anozivikanwa zvikuru pamusana pezvakanaka zvaakaita kana zvaanoita.
VerengaSwipe for the next word