Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu munhu anozivikanwa zvikuru pamusana pezvakanaka zvaakaita kana zvaanoita.
1
Uyu munhu anozivikanwa zvikuru pamusana pezvakanaka zvaakaita kana zvaanoita.
Jairosi Jiri ndichamakuwende akatangisa basa rokuchengeta zvirema nokuzvidzidzisa mabasa anobatsira muZimbabwe.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chamandiriri
Uyu munhu anorwa chaizvo uye anonetsa kukurira.
VerengaSwipe for the next word