KwaunobvaDuramazwiCchamasimba-masimba

Duramazwi · zita

chamasimba-masimba

Zvinoreva

Uku kushandisa chisimba kuti munhu akuudze zvaanofunga maererano nenyaya yamuri kutaurirana.

1

Uku kushandisa chisimba kuti munhu akuudze zvaanofunga maererano nenyaya yamuri kutaurirana.

Kana musungwa achinetsa kutaura naye mapurisa anomuita chamasimba-masimba kuti vawane zvavanoda paari.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chamateya

Kana munhu achinzi ndichamateya anenge aine makumbo akakombamira mukati.

Verenga

Swipe for the next word