Duramazwi · chiito
paridza
preach · proclaim · broadcast; preach
Duramazwi · chiito
preach · proclaim · broadcast; preach
Kuparadzira mashoko.
Kuparadzira mashoko.
Mufundisi wedu ane tarenda roku-paridza.
Vafundisi vanotora mukana uyu kuvhura bhaibheri vachiparidza nezvekufa, tariro, kutenda uye kumuka kwevakafa.
Kana munhu achiparidza anenge achifamba achitaurira vanhu nyaya yaanenge anzwa.
Kana munhu achiparidza anenge achifamba achitaurira vanhu nyaya yaanenge anzwa.
Kuparidza mashoko kuaparadzira kose kose.
Kana munhu achiparidza anenge achitsanangurira gungano maonero aanoita nyaya yaanenge achikurukura nezvayo, kazhinji yezvebhaibheri.
Duramazwi
01 / 03paridzira
Kuparidzira vanhu kufamba uchivataurira zvinhu zvose zvawakanzwa.
VerengaSwipe for the next word