KwaunobvaDuramazwiPparichi

Duramazwi

parichi

Zvinoreva

Parichi upfu hwechibage. Vana vadiki vanoda sadza reparichi ravajaira vachiramba rezvinyo.

1

Barwe imbeu ine ruvara ruchena, inokangwa maputi kana kuti kugayiwa ichibikisa sadza reparichi.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word