KwaunobvaDuramazwiPparedhi

Duramazwi

paredhi

parade

Zvinoreva

Paredhi kumira kana kumacha kwamasoja kana magadhi vari mumitsara, vasati vatanga basa kana kuti pazuva rakunenge kuine chiitiko chinoenderana nebasa avo.

1

Paredhi kumira kana kumacha kwamasoja kana magadhi vari mumitsara, vasati vatanga basa kana kuti pazuva rakunenge kuine chiitiko chinoenderana nebasa avo.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pari zvino

Ichi chinguva ichocho chinenge chiri kutotaura munhu. Pari zvino achiri kumbogara kumba kwasekuru vake, asi imba ari kutsvaka.

Verenga

Swipe for the next word