KwaunobvaDuramazwiPparika

Duramazwi

parika

Zvinoreva

[-barika] Kuparika kuita vakadzi vaviri kana kudarika pamurume mumwe chete.

1

[-barika] Kuparika kuita vakadzi vaviri kana kudarika pamurume mumwe chete.

Kana munhu achinzi ane mawara anenge achiita zvinhu zvekupaparika achionererwa.

Kubhubha kupaparika kweshiri inenge ichida kuzvinunura kubva paurimbo hunenge hwaibata.

Kuva nemutsigo kuva neunhu, une chiremera, usina kupaparika-paparika.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

parikira

Kuparikira kutsvaka mhinduro yechirahwe kuvanhu vanenge vachifanira kudongera chirahwe chacho.

Verenga

Swipe for the next word