KwaunobvaDuramazwiPparira

Duramazwi

parira

-vhundirira-tetesva

Zvinoreva

Kana uchiparira munhu unenge uchitanga mhosva yakakura kwazvo, yaanozofanira kugadzirisa iye.

Kana uchiparira chinhu unenge uchiveza mberi kwacho kuti kutesvere, sezvingaitwa mbambo.

1

Mboko chena yakaparira parere mhema.

Mangachena inoparira parere nhema.

Kubva ndizvo zvawaivavarira zvokutiparira ngozi!" "Nhai, nhai mhai mhai mhai-i-we-e e!

2

Zvakafanana

-vhundirira · -tetesva

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word