KwaunobvaDuramazwiPparu

Duramazwi

paru

pallu

Zvinoreva

Kuti paru kukwenga kana kuti kumara zvishoma nenzwara kana nechimwewo chinhu.

1

Kana munhu akati mhere paru anenge achema nezwi riri pamusoro chaizvo.

Muparu mucheka waishandiswa kare kubata mazamu.

2

3

4

Kuti paru kutsemu-

Zvine chekuita

papi

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

parudza

ka kwechinhu chakaoma. Pavakaramba vachidziisa ngoma iri pedo nemoto yakazongoti paru kutsemuka. 5 Kana hana ikati paru inenge yorova nokukurumidza mushure mokuvhunduswa.

Verenga

Swipe for the next word