KwaunobvaDuramazwiFfi-i

Duramazwi

fi-i

Zvinoreva

Kurira komweya unobuda nepakamanikidzika.

Kuti fi-i kukwenga ganda zvishoma nechinhu chakapinza, sezvakaita tsono.

1

Kana mvura iri pamwoto yava kunzwika kuti fi-i i-nenge yava kuda kuzotanga kuvira.

Kana mweya uchibuda nepakamanikidzika unorira uchiti fi-i, sezvinoitika kana uchipomba bhasikoro.

2

3

4

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fida

Kuti fida kushandura uso hwako pekarepo uchiratidza kusafara.

Verenga

Swipe for the next word