Duramazwi · zita
fidha
nourish · feed
Duramazwi · zita
nourish · feed
Mumutambo webhora revanhukadzi fidha ndeanowanzotambira kumakona egedhe ravano-
Bhuroira.
Kufidha kupa kudya kwakakwana, kunyanya kuzvipfuyo.

Ndakapedzisira ndatodzokera hangu ndakunotora sadza rasisi Noku kuti ndizovafidha.
Pandakazodzokera ndipo pandakazoti ndakutofidha sisi Noku ndichibva ndazonzwa vakutaura kuratidza kuti vaive vakudzika.
Waindi ndepanomonywa kufidha wachi nekugadzirisa nguva kana yakarasa.

Kana munhu achifidha michina yakaita sewachi anenge achitenderedza kawainda kacho, kuti igute igoshanda zvakanaka.
Duramazwi
01 / 03fidigara
Kufidigara kufamba kwechimunhu chipfupi chichikanda nhanho.
VerengaSwipe for the next word