KwaunobvaDuramazwiCchikafu

Duramazwi · zita

chikafu

feed · food

Zvinoreva

Chikafu ndezvose zvinodyiwa nevanhu kana nezvipfuyo.

1

Chikafu ndezvose zvinodyiwa nevanhu kana nezvipfuyo.

Lennon aitove nani chaizvo nekuti chero chikafu chaicho aisangopa ini iye orega kudya.

Ndiye aigezesa nyangwe naTakue kana azviitira uku haana kupihwa chikafu.

Hakuna kana aive asiya chikafu mundiro kuratidza kuti vese vaive vaguta.

Zvakafanana

chokudya

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikaira

Kuchikaira kufamba mutunhu wakareba kwenguva refu.

Verenga

Swipe for the next word