Duramazwi · zita
chikaka
cramp
Duramazwi · zita
cramp
Chikaka mukaka wakagwamba, sounowanikwa mudumbu remhuka ichiri kuyamwa.
Chikaka mukaka wakagwamba, sounowanikwa mudumbu remhuka ichiri kuyamwa.
Chikaka mukaka wakagwamba, sounowanikwa mudumbu remhuka ichiri kuyamwa.
Kana muchikaka waya kana tambo munenge muchiikweva kana kuikakata, kuitira kuti itwasanuke yakasimba.
Kana muchero uchikaka unenge uchivava.
Duramazwi
01 / 03chikakarara
Uyu munhu akasimba, anokwanisa kuita kana kutakura zvinhu zvinorema.
VerengaSwipe for the next word