KwaunobvaDuramazwiBbikira

Duramazwi

bikira

Zvinoreva

Kudyisa.

1

Kudyisa.

Ibasa redu vanakomana kukutsvagirai muriwo wesadza ramunotibikira.

Akamuka hake husiku ihwohwo kwave kuzozvibikira zvokuti ararewo hake ozotangira paanenge amuka mangwana acho.

BaTakue vakangoseka havo kwave kutanga kuzvibikira.

2

Kana vanasekuru vachibikira murume vanenge vachimupa mushonga wekuti agone kuzvara.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bikiro

Mudziyo kana nzvimbo yokubikira.

Verenga

Swipe for the next word