KwaunobvaDuramazwiBbika munhu

Duramazwi

bika munhu

Zvinoreva

Kubika munhu kumurova chaizvo neshamhu.

1

Kubika munhu kumurova chaizvo neshamhu.

2

Kana n'anga dzichibika munhu, dzinenge dzichishandisa mishonga yadzo kuitira kuti kana afa azogona kumuka, orarama zvakare kubvira pazera raanenge ashandiswa mishonga iyoyo.

Zvinonzi izvo ukabikwa nen'anga, unogona kuzomuka wava kune imwe nyika uri wechidiki.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bikakamwe

Bikakamwe chinwiwa chinobikwa noupfu hwezviyo, chakaita sedoro, asi icho chichitapira uye chisingadhakisi.

Verenga

Swipe for the next word