Duramazwi · chiito
bika
brew · cook
Duramazwi · chiito
brew · cook
Kubika kugadza zvinhu zvimbishi pamoto kuti zviibve.
Kubika kugadza zvinhu zvimbishi pamoto kuti zviibve.
Kubika-bika kuramba munhu achingogadzira tunhu twakasiyana-siyana twokudya.
Kubika-bika kurova munhu kana mhuka zvine simba uye zvekupfidzisa.
Pakazomuka mama nevasikana vavo taive tatopedza kubika breakfast namother vaye.
Kubika kurova munhu zvakasimba, kazhinji uchishandisa shamhu.
Duramazwi
01 / 03bika munhu
Kubika munhu kumurova chaizvo neshamhu.
VerengaSwipe for the next word