Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vachinzi vari kubikana vanenge vari kuitirana gakava rakaoma rokuzama kuti vanzwisisane pane zvavanenge vasingawirirani.
1
Kana vanhu vachinzi vari kubikana vanenge vari kuitirana gakava rakaoma rokuzama kuti vanzwisisane pane zvavanenge vasingawirirani.
Vaisiti uyu ataura zvake uyuwo otaura zvake, manje nhasi vasangana, saka zviri kubikana muhofisi imomo.
Tadiwa paakanzwa mashoko aya akadzimbikana zvisingaite.
2
Kana pfungwa dzomunhu dzichibikana anenge ari kufunga zvinhu zvakawanda uye zvinenge zvichimuvhiringa.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bikira
Kudyisa.
VerengaSwipe for the next word