Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mudziyo kana nzvimbo yokubikira.
Bikiro mupiro wefodya inopiwa tezvara, uchibva kumukuwasha.
Mudziyo kana nzvimbo yokubikira.
Bikiro ifodya inopiwa kun'anga somuripo wokuti itangise kukushandira zvaunenge uchida.
Bikiro inzvimbo inobikirwa hwahwa hwakawanda uye hwendudzi dzakasiyana.
Bikiro mupiro wefodya inopiwa tezvara, uchibva kumukuwasha.
Bikiro ihari yevhu inoisirwa doro kuti rivire.
Bikiro inzvimbo inobikirwa hwahwa hwakawanda uye hwendudzi dzakasiyana.
Bikiro mupiro wefodya inopiwa tezvara, uchibva kumukuwasha.
Bikiro ifodya inopiwa kun'anga somuripo wokuti itangise kukushandira zvaunenge uchida.
Bikiro inzvimbo inobikirwa hwahwa hwakawanda uye hwendudzi dzakasiyana.
Bikiro mupiro wefodya inopiwa tezvara, uchibva kumukuwasha.
Bikiro ifodya inopiwa kun'anga somuripo wokuti itangise kukushandira zvaunenge uchida.
Zvakafanana
gate · bhurure
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bikisa
Kana vamwene vakabikisa muroora vanenge vaita kuti achibuda mumba mavo, achindogara muimba yake oga.
VerengaSwipe for the next word