KwaunobvaDuramazwiBbikisa

Duramazwi

bikisa

Zvinoreva

Kana vamwene vakabikisa muroora vanenge vaita kuti achibuda mumba mavo, achindogara muimba yake oga.

1

Kana vamwene vakabikisa muroora vanenge vaita kuti achibuda mumba mavo, achindogara muimba yake oga.

Kana mafuta ekubikisa achinetsa kuwana, tinochachadza nyama yakakora kuti tiitise mafuta.

Kare muroora achiperekwa, aitarisirwa kuti anosvika kumba kwavamwene achikuya zviyo zvekubikisa sadza.

Chitseme mudziyo unogadzirwa neshanga, unoisirwa upfu hwokubikisa panguva iyoyo.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bikita

Bikita imhuka huru inogara mumwena wainochera, inofamba usiku uye inodya majuru nemasvosve.

Verenga

Swipe for the next word