Duramazwi · zita
Zvinoreva
Biku kurara vanhu vakakwatidzirana.
1
Biku kurara vanhu vakakwatidzirana.
Vakati kwarakwashu kumuka ndiye biku mudonzvo wavo.
Ukanyatsocherechedza uchaona kuti mazwi aya anotaridza maitikire akaita zvinhu sokuti kwarakwashu, biku uye tende.
Kuti biku kubvuta chinhu chinorema.
2

3
Kuti biku kubvuta chinhu chinorema.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bikura
Kubikura kutora chinhu panzvimbo nokukasira wobva waenda nacho.
VerengaSwipe for the next word