KwaunobvaDuramazwiMmubiki

Duramazwi · zita

mubiki

cook

kuki lashefu la

Zvinoreva

Mubiki munhu anoita basa rekubikira vanhu chikafu, kazhinji munzvimbo dzokudyira.

1

Zvakafanana

kuki la · shefu la

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mubikirwa

Mubikirwa chibage chinyoro chinogochwa chiri mumashizha acho.

Verenga

Swipe for the next word