Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu muti unowanzowanikwa mumapani unoita mapazi anobva muvhu, wakaomarara, uye unoita tuvana tuchena tudiki
1
Uyu muti unowanzowanikwa mumapani unoita mapazi anobva muvhu, wakaomarara, uye unoita tuvana tuchena tudiki
Ava vana vemuti unonzi mubikasadza, vakaita vadiki, vakatenderera vari vachena.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mubiki
cook
VerengaSwipe for the next word