Duramazwi
mupudzungwamupfubvunimuguramenomudzivirashuromunhezwamugarazvuru
Zvinoreva
Mubhubhunu muti une mashizha madiki akakwasharara, unoita makavi anotedza uye unobereka muchero, mudiki, wakatenderera, unodyiwa kana waoma.
1

Michero mudikidiki wakatenderera uye wakaomarara, unoberekwa nemubhubhunu.
Zvakafanana
mupudzungwa · mupfubvuni · mugurameno · mudzivirashuro · munhezwa · mugarazvuru · mushangura · muchendewabasokwe · denya · guvu · dzivirirashuro · munyenya
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mubhuku
Musekesa.
VerengaSwipe for the next word