KwaunobvaDuramazwiMmubobo

Zvinoreva

Mubobo inyoka huru yakasvibirira inowanzoonekwa mumakomo, ine uturu hunouraya.

1

Mubobo inyoka huru yakasvibirira inowanzoonekwa mumakomo, ine uturu hunouraya.

Mubobo inyoka huru yakasvibirira inowanzoonekwa mumakomo, ine uturu hunouraya.

Zvakafanana

rovambira · nzayo

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mubobobo

Mubobobo mushonga unonzi unoshandiswa nevarume kupindira nokunorara nevanhukadzi, ivo vakadzi vacho vasingazivi kuti ndizvo zviri kuitika.

Verenga

Swipe for the next word