KwaunobvaDuramazwiMmubondo

Duramazwi · zita

mubondo

mun'ando

Zvinoreva

Mubondo chikwenzi chinoita maruva chinotanda chichikwira neimwe miti.

Pabarika mubondo mukadzi mudiki.

1

2

Zvakafanana

mun'ando

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muboo

Muboo chinhu chevanhu vose munzvimbo uye chemahara. Kumaruwa, mvura nehuni muboo nokuti hapana munhu angati ndezvangu.

Verenga

Swipe for the next word