KwaunobvaDuramazwiMMuboora

Duramazwi

Muboora

pumpkin leaves (eaten as relish)

mugaran'anga

Zvinoreva

tune mhodzi dzakapafamara.

1

tune mhodzi dzakapafamara.

Dosvavisa muboora uyu parata riri panze, kuti uganyatsonaka tawuisa mudovi.

Mbuya vangu vanokurungira muboora wekuti ukaudya unosara uchinanzva minwe.

Kana muboora ukanzi wakati tande neruzhowa zvinoreva kuti uri kukura uchiteedza ruzhowa.

Zvakafanana

mugaran'anga

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muboori

Muboori muti unotanda uye une mashizha anobikwa somurivo.

Verenga

Swipe for the next word