KwaunobvaDuramazwiMmubobobo

Duramazwi · zita

mubobobo

muchemedzambuyajemedzambuya

Zvinoreva

Mubobobo mushonga unonzi unoshandiswa nevarume kupindira nokunorara nevanhukadzi, ivo vakadzi vacho vasingazivi kuti ndizvo zviri kuitika.

1

Zvakafanana

muchemedzambuya · jemedzambuya

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mubondo

Mubondo chikwenzi chinoita maruva chinotanda chichikwira neimwe miti.

Verenga

Swipe for the next word