Kwaunobva/Duramazwi/M/mabikiro
Duramazwi
Mabikiro inzira yokuibvisa nayo chokudya nemoto.
mabiko
banquet
mabikwa
Mabikwa kurwadza kunozonzwika kwapera nguva munhu akuvara.
mabiya
Mabiya ihari huru dzinochengeterwa zvinhu zvakaita sedoro.
Swipe for the next word