KwaunobvaDuramazwiMmabikwa

Zvinoreva

Mabikwa kurwadza kunozonzwika kwapera nguva munhu akuvara.

1

Mabikwa kurwadza kwakabatana nokuneta mokunge munhu ashanda basa rakaoma kwenguva refu.

2

Zvakafanana

mafindifuva · madendere

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mabiya

Mabiya ihari huru dzinochengeterwa zvinhu zvakaita sedoro.

Verenga

Swipe for the next word