Kwaunobva/Duramazwi/M/mabiyako
Duramazwi · zita
Mabiyako izwi rinoreva shamwari yako.
mwaiyako
Duramazwi
mabiyangu
Mabiyangu ishamwari yemunhu anenge achitaura wacho.
mabodyo
Mabodyo ibasa rakaoma kana kuti rinorema kuita.
maboniboni
glasses
Swipe for the next word