Duramazwi · zita
mabiko
banquet · feast
Duramazwi · zita
banquet · feast
Mhemberero.
Mhemberero.
Mutambo mabiko anoitwa kufarira kukunda kana zvimwewo, zvakaita sezuva rekuzvarwa kwemunhu.
Muchato mabiko anoitirwa vaviri vanenge vachiroorana.
Iyi isimbi yesirivha inopfuta nechiedza, inoshandiswa kugadzira tumwenje tunoputika tunotungidzwa pamhemberero kana mabiko akasiyana-siyana.
Duramazwi
01 / 03mabikwa
Mabikwa kurwadza kunozonzwika kwapera nguva munhu akuvara.
VerengaSwipe for the next word