KwaunobvaDuramazwiMmhemberero

Duramazwi · zita

mhemberero

celebration · ceremonies · ceremony

Zvinoreva

Mhemberero kuungana nokufara kunoita vanhu vanenge vachifarira kuitika kwechimwe chinhu.

1

Munhu akagamuchira mhemberero nenzira yehutano.

Mago idoro rinopiwa kumasadunhu nevanhu vawo pamhemberero.

Zvakafanana

mabiko

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word